Thursday, April 25

Baba Harare Vakazviwanira Babe Asi Musikana Akashaya Apa Kuita Murume Anokoira Zvinoonekwa Nenyika Yese Kwakabva Ana Rita Chisikana

Zvakaoma kuita murume anokoira zvinoonekwa nenyika yese mabishu anoshaya zororo kkkkkkkkBaba Harare vakazviwanira apa ,ahhhhh musikana akashaya apa ,she deserve better than that.Sando kuna Ketty akatipa jist rekukwirana kwaBaba Harare naTariro...Papink apo zvirikubuda so sweet🔥🔥🔥

  • Share: