Pane anozivao kuna Baba Harare here ava dakuvawedzera ndivape $200 yandakavapa ishoma musiuya kuJoni.Gospel music inobhadhara hayo kana uchiimba zvinonakidza. Plus uchirevesa
I
t’s not like hakuna masuccessful gospel music and stuff .Ini handikokwe kumashows ndoita angu ndega ndoronga nemapromoters ende ndozadza handina history yekuimbira kana church isina vanhu. Ndakapfura level rekuchemera mari yeoffering ndoda mari inotenga matiles ekuZimtiles.
Murare mushe plus handina collaboration yakadhakwa ndotogona kunyorera munhu malyrics akatopisa ndomutonhodza futi .
Murare mushe .
Ndini wenyu mwene webhawaaaaProblem murume waTsitsi uyu anofunga kuti akasiyana nemunhu anofanira kumudissa kuti adiwe kwaanenge ayenda but achikanganwa hake kuti pfimbi yake yese yairimumaoko angu. Kana wakapenga ndipindure futi or ndidenhe futi unyatsoona kuti ndichakupedzisa iwe wapera kare .