Friday, August 15

Baba Rokadhiya Namai Rokadhiya Ma1 Ku Capetown

Guhwa Guhwa Baba Rokadhiya namai Rokadhiya zvakarambana futi 😭😭 Baba Rokadhiya vatanga kurara mumota futi 😭

 

 

 

 

Ndambofunga kuti kunyepa asi Aiwa 😂 Baba Rokadhiya havacha poster ma video vana mai Roka uyezve Mai roka havasiku poster dzedzi...mukuitana sei nhai Ku kapa uko

 

 

 

 

 

😭Guhwa Guhwa Baba Rokadhiya namai Rokadhiya zvakarambana futi 😭😭 Baba Rokadhiya vatanga kurara mumota futi 😭 Ndambofunga kuti kunyepa asi Aiwa 😂 Baba Rokadhiya havacha poster ma video vana mai Roka uyezve Mai roka havasiku poster dzedzi...mukuitana sei nhai Ku kapa uko 😭

  • Share: