Saturday, July 27

Baba Rokadhiya Votambwa Nyowani Namai Rokadhiya

BaaRoka maifunga kuti Mai Roka vachafa vari singuuuu manje vatozviwanira chijaya chavo imi muri busy kungondundurudzana

 

 

 

 

 

 

 

 

nanaKingress vasingagezi...Makorokoto zviri kubuda sweetšŸ˜

  • Share: