Tuesday, July 15

Bee Wezhira Odzokerana na Apostle Sean Jiam

Post ino ndeyekuti utaure zvose zvaunohwa kuda,zviri pamoyo pako chaizvo,hapana kana 1 wandinoblocker, mapopcorn ndava nawo ndamirira comment section😆😆😆 Apostle Sean Jiam Ministry huyai muteerere zviri kutaugwa nevana pano.

  • Share: