SAD 💔 | Murume uyu ainzi Ruvimbo Botsanzira from Mutoko akawanikwa akafa kuBenoni, South Africa. Anga achishanda as a motorbike delivery driver. Please let's share awane hama dzake pane
amuzivaZvakaoma....anenge aine chii munhu ari ku driver mudhudhudhuðŸ˜Vandibira yes KO kuzondiuraya manje haaaaMUTOKO Man Akapondwa ..
BENON
Hallo Murewa Yese dotcoms ,tiri vamwe hama dzangu tisvitsireiwo kuvanhu,Tine hama yedu iyo inonzi Ruvimbo Botsanzira yakapondwa kuno SA hama dzake hadzisi kuzivikanwa .
(Pic rake Zuka ariramba pano Saka tisina kuisa pic
_______________
Tinotenda nechiziviso asi kazhinji ibva matipawo number tizive kuti kana hama dzawanika dzinokubatai papi uye dzinofamba sei