Monday, June 24

Breaking News Mukuru Wenhabvu Muzimbabwe Ashaya Zvarwadza Izvi

MURAIRIDZI wenhabvu ane mukurumbira – Nelson Matongorere – ashaya.MURAIRIDZI wenhabvu ane mukurumbira – Nelson Matongorere – ashaya.

 

 

 

 

 

Matongorere, uyo ange ave nemakore 68 ekuberekwa,  akashaya manheru adarika mushure mekunge arwara kwekanguva.Ange achishanda ari mutevedzeri wemurairidzi we

 

 

 

 

 

CAPS United uye aimbove technical director kuZIFA.

 

  • Share: