. Please share it🙏 | Ndirikutsvagawo mukomana ari papicture uyo anonzi Bright Matavi Mpofu (around 24 years old). Mukomana uyu aishanda pamba pasekuru nagogo kuZvishavane. Saka mwana wangu musikana we13 years ndopaaigara ipapo.
We discovered kut she was rap€d nyaya ikaenda kupolice so hapana aiziva kt culprit ndiyani iyewo mwana aisa taura. Tichiri mukufambira nyaya dzacho mukomana uyu akamuka akatiza zvese nemwana. Saka nyaya irikupolice iye haasati awanikwa. Anonzi aí taura kuti anobva kunonzi kuRutenga bt vakamboedza kutsvaga hakuna akamuwana so pamwe aitonyepa, asi munhu aitoti anemkadzi nemwana, só um worried and mwana wangu uyu kuti tizive kt akarapwer kutozoona kt anenhumbu. Meaning to say mukomana uyu ndiye hake airara nemwana so paakanzwa zvepolice ndopaakatiza nemwana.
Chikumbiro changu kuda kuziva pane mwana wangu so kana panevanomuzivao ndibatsireiwo (inbox us) or kuReporter kupolice iripadhuze nemi.