But kupa kwake kwazonyanya. Mbiri yacho azoida zvisirizvoHaa Bruno ingori nhau yekuda kudya tunonaka kudzimba dzevanhu honai kanobva kapenyesa mhanza iyo gotsi papata kachidya kungodawo kunzi ndapawo vanhu zvinhu but akufambira kunodya uyu 😂