Hi pamerah. Ndine nyaya yangu pamusoro pa bruno. So inini ndaida bed ndirikuno ku SA ndikafanobhadhara $180 ..taiva tawirirana $200 so imwe $20 ndaizonomupa pandaizotora bed ..saka ini handina kuzobudirira kuenda ndakabva ndamuudza kuti ndokumbirawo kutuma bamunini vangu vazotora bed vachiuya ne $20 yakasara .ndopakatanga kuti bed rangu hamuna
kupiwa here achitsika tsika ..akabva azondi blocker ku WhatsApp. Ndakamutumira mari iyi musiwa 26 May 2023An apple doesnt fall far from the tree
Like mother like son
Birds of the same feathures flocks together
Mhembwe inozvara mwana anekazhumu
???????
Ndagumira pano