Tuesday, September 16

Bulawayo Road Pa Family 24 Mbinga Yadonha

Bulawayo road pa family 24 just now,namatai satani akamira muroad.Kufa mutemo waMwari asi mafiro acho ndiwo marwadzo sekuporofitwa kwazvakaitwa naJesu:

 

 

 

 

 

MATTHEW 24: 21 Nokuti nenguva iyo kuchavapo kutambudzika kukuru, kusati kwakambovapo kwakadaro kubva pakutanga kwenyika kusvikira zvino vuye hakuchazovipo. 

 

 

 

 

IYEZVINO ZVONYANYA KURWADZA ??Nyika haiRhanwe neMasowe,muchadzidza henyu,zvemuteuro haazvidi NyadengaManga musina mukadzi ere mumotor city hanzi kana asiri wake ndovakubheutsa mota

  • Share: