Pabatwa Basa apa Sando Kuna Shofe ???? pa 4 mombe ummmm maonero angu it was going to be a serious disaster.Ko iye mwene wemombe airara aiti mombe dzake dzararepi dzisimo
mudanga unoziva vanhu vanongotenga mombe dzekuda kupa vamwe vanhu Basa rekudzichengetaVanhu murikungotaura henyu zveSpeeding but I don't think bus raimhanya iri if he was speeding pangadei pafiwa apa musatambe nepanorohwa mombe 4