SAD Pane munhu atsikwa ne bus renyaradzo muna bulawayo road near kuwadzana round about area and died on the spot
zI think zimbabwe yakuda kuti timboronga zuva rekutsanya nyika yese yakazvinyima zvekudya coz izvi zvava serious guys💔💔Ndapfuurawo akangofukidzwa nejira weduwee ndrikunzwa kupera simbaðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ unotya kana kubuda mumba chaimo tirikupera