Wednesday, May 21

Capetown Nhasi Mukadzi Muzimba Apfuurwa

Mukadzi ane 25yrs apfurwa akafa panze peCourt kuBlue Downs Magistrate Court ,Cape Town nhasi.

 

 

 

 

Mukadzi anga achifambira kunoita witness panyaya yemunhu akasungirwa zvinodhaka.

 

 

 

 

Ati achibuda mumotikari yake kubva apfurwa akafa.

  • Share: