Saturday, July 12

Capetown Yazviita Zvakare

Kappa yazviita zvekare runner ane mbiri akatorerwa murume newaiita best friend vachitogara pedyo nepedyo, asi varume vasadaro shuwa apa Noku anotengera murume type ne type dzemota muma group achidada naye sahwira wacho hanzi anonzi Sonia manje waakuti nyaya

 

 

 

 

 

ngaiperere kuwatsapp group re sisters keepers nekuti we protect each other izvo kwani nono anotya kurambwa apparently Sonia wacho akanaka and pane unwe akatomboudza noku kuti murume wako arikuhura noku akatuma ma bridesmaid ake kuundura munhu

 

 

 

 

anga amuona pa lodge, Edzi inopera sei pakadai apa Noku akutenda chihure chemurume nekumutengera mota😂😂 sonia hanzj ndiye arikudya mari irikuitwa hurnner na noku achidya nemurume wake aah varume hatina zera navo ndati.

  • Share: