Zvabhowa Maitt Anna Honde Supporting Baba Harare
Did you know kuti Baba Harare used to donate morthan 15packs of pads for the girlchild.
Kubva zvavakatanga kuimba Gospel avana kumbondifonera kuti ndiuye kuzotora maPads. HAAAAAAA ZVANGA ZVISIRI KUBATANA..If Jiti is taking care of the girlchild lets do this Baba Harare
Padding the girlchild kuShandira Mwari .You are God sent shuwaUnotoona kuti Braveman adzoka kujiti manje????
Mazuva ake ariKing David anga ari peaceful ???
Ndiye mumwe Ex wangu ka futi uyu
MaX angu anowirirana???Let's continue zvedu kubva from zuro
So ana chihonde popularly known as Mai pink vari kuratidza vari kumira na baba harare ,We all know she always support Mai ☕️ ☕️but apa aratidza kubatikana nezvose zviri kuitika achiti iye she is standing na Father city ? ? ? because father jiti is good people abva aposter machats ayo ? ? ? ? ? ? ? ? ? ? ? ? ? ? ? ? ? ? ? ? ?
So zvatsamwisa vatsigri vebonga family izvozvi
Hameno zvichapera mushe here ? ? ? ? ? ? ? ? ? ? ? ? ? ? ? ? ? ?
Vadzigiri ve snake family mheno muchadii nazvo ? ? ? ? ? ? ? ?
Nhau dzichiverengwa na pj powers !!Ini zvangu ndinoto if you are someone influential or if you are a socialite stand your ground learn to be bold usatyiswa neumwe munhu or kuvhunduka mumwe munhu ,hanty munoona if sis Mai fif zvavanenge vataura vanomira nazvo whether bad or good she stands her ground ,Anna ndaona wadzura post of which there is nothing wrong with your
post ndizvo zviri mumoyo mako and ndizvo zvauno feeler usatyiswa nemunhu mupenyu especially wausingazive asina kumbokubatsira ,always stand your ground usadzikisirwe neumwe munhu anobuda ropa sewe izvo ndakazviramba handiite.