Tuesday, November 11

Chaplin Phiri Why

Ko ava asi havachawirirana here ko chii chakaitikaChapi Bae ainyengerera kuya joni achiwana free accommodation achitenga zvinhu zvake oakadzokera yoko kumba zvakamurwadza faniChappie hasn’t been around ever since uyu started talking about

 

 

 

 

 

zvekuchata. Akatoita traditional marooro Chapie wasn’t there??Aida kushandisa Yoko kuti awane pekusvikira kana vauya Durban Yokozuna we Zimbabwe makaitana sei namama

  • Share: