Post For Me Pane Akambo dadirwa Here Ne The Charamba Ava havasupporteki zvese netusikana utwo twakatohakira kutsvinya kwevabereki , ndakatosiyana nazvo ini. ndaivada vanhu ava but havana dhangi.
musati mati wanga watumwa here Aiwa handina, chaingova chido changu but ndakatozvisiya. mukandituka ndokurovai zvekuti dhu imi mabridey ekwaBuruka Mweya unoyera.