Mupfana haana matyira kachembere ikako achiita bonde nako achiti ari kuiteiko ipapo Kuteverana nematsimba abambo vakafa vabvongodza tumvana twese twemunharaundaThis musician haana chiuno chaicho saka kuda kutijairira kusvitsa shoko kuna amai hanzi zvadii?? He is being blatantly
disrespectful. Senyika we don't tolerate this kind of behaviour.Ngakabvepo anoziva hunhu hwamai vake kuty havarambe munhu ende havana kudzikama zvachoose so ngasiyane naSulu apedzerane namai vake kambwa kemunhuSulu , chokwadi here ...... Kuda nzombe nemhuru yadzo kudero.......uuum But une chivi chaiko.... But zvisinei hazvo tinot "tamba
wakachenjera chinoponda hachitaureeee"Kungoti mukadzi ndozvaari chete,akangofirwa nemurume chete haaa kana even aiva mbuya yakadini ,anotoedza nepese kuti adzoke pausikana then isu manje tobva tarohwa nehana hedu 😂😂😂😂 but guys Boe here Kuna Sudza ......Simba hako coz team racho iri haaaaa rine ma1 kkkk zvemberi makasa muchaona henyu mkoma Sudza kuti mateya murutsvaYaa biblical Grace is no suppose to be married to an ordinary man only to Presidential Families she is a leader
There are strong rumours going around that popular musician Sulumani Chimbetu proposed to Dr Grace Mugabe, the wife of the late former President of Zimbabwe, Robert Mugabe.The proposal is said to have happened in Mazowe after the two met by surprise. Reports say Dr Mugabe was not pleased and later contacted the police, accusing Chimbetu of harassment. The case was handled at Borrowdale Police Station, but Dr Mugabe later decided to drop the charges, and Sulumani Chimbetu was released.