Haa anozvara chose 😆 akatobatsirwa wechi three hamheno kuti ari kuda kuita vangani, asi vana vari bhoo regai azvareNdikangofunga murume asina mutsipa uye achinzi ziduzvi wandinyima mari yeround.ndonzwa kuneta🤣Ari Kuzvarira Murume uye
wekumbomuzvuva mabhedha nekuda kwe Mari ye round here 😂😂😂😂😂😂Achiri nababa vaya vasina huro ?Haa anozvara chose 😆 akatobatsirwa wechi three hamheno kuti ari kuda kuita vangani, asi vana vari bhoo regai azvareProblem iripakuda kuforcer vanhu kuita family planning kutozvara kudai kureva kuti she can afford them nhaika