Thursday, May 07

Chie Masiziba Kurohwa Nemurume Abatwa Achikwirwa Mumota Nyaya Izere Iyo Zvakaoma

Chie Masiziba airoverwa mumota na Father City……. Kukwirirwa mumota muchinyepa kuti uri kunoita ma deliveries ku Eastlea iwe uchinokwirwa pa huku. Iwe na Phil muri Mahure akasangana. Shuwa unouya pano uchiti hee ma salt anobvisa minyama yet your own marriage yatadza kuchinja basa kubira vanhu mari netuma salts twako. Maizoenda ku n’anga here kana ma salt aishama at your age kuroorwa more than 7 times, God have mercy. Naivo sekuru kaguvi vako ivavo. Chidhoma chisina mutsipa kkkkkk 57yrs achiri kunyenga ma form 4. Kutomuitira mwana. 🪒🪒🪒🪒🪒🪒 zvawaiziva kuti ane 40 ma girlfriends waiti unozvigona. You were number 41 😆😆😆😆. Apa hanzi haunake wakazara mvura, Don’t forget noise yakaitika pawaigara ku greencroft ku cottage na landlord wako pagate. Chiri kuputika manje manje.I have learnt one thing in life ukasimuka uchitsika vamwe rimwe zuva unosangana nazvo, Chie Masiziba uri ka tsotsi. Mai vako vanoda kudya too much that’s why vachida kurova vakuwasha mari too much. Show us ma pictures emarooro ako na Phil, ungamhanyisa munhu kunochata pa court akabvisa $20 tsvakirai kuno, kkkk Guys Phil aneta nekurowa mari nekachembere ako kakabata mwana ndo mai va Chie. Chie she was married more than 7 times, are we saying varume vese vari 7 vari wrong iye ndiye ari right. Mu n’anga haubve, especially n’anga yako yechi Muslim stop coming on Facebook uchitaura zvema Salt kuti anoshanda iwo atadza kushanda on your marriage. Ndiyani murume anoswero garira munhu anosvirirwa mumota uchiti uri kuita na deliveries. Wakaputsa nekurwadzisa vana vevanhu. Another family suffered in UK because of you, mari dzema rounds dzawakadya. Uri ka satan ke munhu, unotuka ma single mother pa tik tok, this is the beginning wait and see. Uchaitiza social media manje manje. Chidhoma chako chisina huro, unoitira munhu ane 57 yrs zera na baba vako mwana , unezvivindi naiko kadora kaanako. Baba va Tinodaishe he is 68 now older than your father. 😂😂😂😂😂😂😂 Sarah ari kuroorwa manje manje. You are joining the queueBvaipa tuvanhu tusina nekubvisirwa tsvakirai kuno yacho ndo tunongowawata mapedza kuchaya mapoto enyu here makutotora life ya Chie se business renyu…. Nxxxaaa tumbwaaaaaaaaaFight for your rights...kana Mai vacho vachisiya zvakaipa zvichiitika mumaziso avo imhata zvakare...vanhu hamusati marwadziswa ndosaka muchiti Mai vapindapapi kana Uchida kuti Mai vako vasapinde usandidye nezita rekuti Mai varwara kanauchiti ndirikunyepa tumira Mari direct kwavari ...ndotumire ,votenda ..John otumira,votenda,misheck the same.....imhata Mai ivavo.

  • Share:

Info News

Property Investment Insight

Real estate remains one of the most stable ways to build long-term wealth. Whether purchasing a home or investing in rental properties, understanding financing options and market trends is essential for success.

High-intent searches like “best mortgage rates” and “real estate investment opportunities” indicate buyers ready to act. Strategic planning can help maximize returns and minimize risk.

Personal Injury Law: What You Need to Know After an Accident

    Personal injury law is designed to help accident victims recover compensation after incidents like car accidents, workplace injuries, or medical negligence. When someone is injured due to another party’s actions, they may be entitled to financial recovery for medical bills, lost income, and emotional distress. This makes topics like accident claims, injury compensation, and legal representation highly relevant for people seeking immediate help.

 

Taking the right steps after an accident can significantly impact the outcome of a case. Gathering evidence, seeking medical attention, and speaking with an experienced personal injury attorney are all critical actions. Many successful claims depend on early intervention, proper documentation, and understanding your legal rights from the beginning.