Monday, January 12

Chief Murinye speaks on Riverton Academy blockade.

Chief Murinye speaks on Riverton Academy blockade. He remains adamant that the school will have to relocate as it is sited on grazing land.

?: George MapongaChief Murinye blocked the road to Riverton Academy Extension with his truck and ordered pupils sent home, claiming the school was built without his consent, a charge founder Philimon Mutangiri dismissed, saying he funded power for the chief’s homestead and is now being pressured to sign a deal granting the chief’s children free schooling.Vanhu vazhinji varikumhanyisa nyaya iyi vamwe varikutungamirirwa nemweya wekuseka vamwe nemweya wekuti zvavawana vamwe nemweya wekucondema but chimbotora few minutes dzekufunga kuti dai ari Mwanawako waitenderedza here nyaya iyi dai ari hanzvadzi tako waitendererdza here nyaya iyi hatisikutsigira hupombwe kwete but mu oziva here kuti munogona kutonzwa kuti munhu uya azviuraya especially the woman so hatisikutsigira hupombwe zvachose kwete but ndinorwadziwa kuona mumwe munhu anozviti

 

 

 

anonamata achitoseka nekufambisa nyaya yakadai wambopundawo here panguva yekunamatawo uchinamatira vatendi ivava wambonamatirawo here mweya iwoyu kuti ukundwe mumachech nezita raJesu vamwe vacho carikufambisa nyaya iyoyi kuseka or what mutoriwo nenyaya dzakakura kungoti hazvisati zvazikanwa chete . Sevatendi tinoziva tose tirimuhondo and zvinhu zvakadai zvinogona kuutika kuchurch kwenyu why can't we pray for vanhu ava kuti Mwari avawanirewo nyasha vasunungurwe muhuranda wechivi Do you know kuti mupomeri wehama ndisatan so satan anogona kutodyarawo vanhu vake mumachurch vekuzoshandisa panguva dzakadai kuti Church ishoropodzwe mubvunzo wangu kwauri iwe museki nemunyombi nemupomeri haunawo here Nyaya dzako dzawakapotsa dzinozikanwa naMwari dzekuti vakadziti bvuu dai vaishanda sevanhu waipamira here 

 

 

 

Sevatendi ngatisafara panowa mumwe wedu ngatizive kuti mangwana zvinogona kugogodza mumasuwo ako tomboti ndiwe wabatwa pakadai chii chaungashuvire kuti vanhu vakuitire ko wadii kuutirawo mutadzi uyu akafanana newe izvozvo.Chief Murinye says handis kuzodzora tsvimbo chikoro ichocho chakavakirwa panofurira mombe plus US$800 fees haikwaniswe nema villagers angu

 

 

 

 

 

Via The Herald-ZimbabweSo chief wants the school to be relocated inorder to maintain the grazing lands????? Square me there.....The Chief is absolutely correct. When one intends to develop infrastructure or establish a private school, it is essential to follow the proper procedures and legal requirements. The challenges we are currently witnessing in urban areas including the rise of land barons and illegal land allocations are a direct result of people bypassing established processes.

 

 

 

 

It is deeply concerning that these practices are now attempting to extend into rural areas. Such behaviour is completely unacceptable and must be firmly discouraged to protect communal land, uphold traditional leadership structures, and ensure orderly development.Rural development 

Riverton will benefit the community at large rather than considering the land as grazing area.

1. Revenue from shops-sales

2. Employment to the community 

3. Technology advancement from agriculture to IT

4. Knowledge transfer from the qualified teachers to the community at large

5. Sporting facilities- private school baba

6. Literacy Rate 

7. Other benefits- clean water and community involvement 

 

Chief personnel benefits

1. Free education 

2. 7k futi

3. WiFi paden 

 

Plus mfana akavaka pamunda wababa vake 

He must not forget vision 2030 mantra 

#NyikaInovakwaNeveneVayo 

Saka moda kuti tindovaka kuZambia here.

  • Share: