Chihombe abatwa achiyambuka boarder akananga joni 😆 😂 😆 😂 apa akapera nemutoriro.. uyu chava chibhuru mashanga otoda ana matrix vanobika nhire dzivhiibva uyo 😄 🤣@highlight