Wednesday, November 12

chiitiko chinorwadzwa zvikuru pane mukadzi wekumusha angopfurwa nepfuti akazvigarira mutaxi pa Nyanga taxi rank Capetown,

Update‼️⚠️

Mangwanani anhasi paita chiitiko chinorwadzwa zvikuru pane mukadzi wekumusha angopfurwa nepfuti akazvigarira mutaxi pa tax rank inonzi Nyanga taxi rank Capetown, unenge wati

 

 

 

 

uyende kubasa wongobatanidzirwa ummm zvinorwadza.Muno tichapera takatarsa shuwa kungot its matter of time buy zvorwadza shuwa " very sory kuhama dzarasikirwa ??

  • Share: