Guys zvimwe zvacho it's embarrassing munoti muri kuwachisa mai shushu ikoko but isu ndisi tiri kusekwa kuti hatina kukwana. Please izvi ndatiitira kwedu tiri kuzvinyadzisa veduwe. Ini hangu ndakazvimirira am not impressed zvangu let's respect that's my opinion
zvanguIwe mukomana we ku naija unoziva kuti sis mai fifi celebrity yedu zvako zve ku blue ticka hand shake tatizvide. Uye zvekuti small yansh unorohwa na shushu. Aiwa zvinofadza kani but comment section kudai tatukana kumba kwedu kwete zvamuri kuitaBut nothing wrong to be a fan zvako it's also a privilege hameno chirungu chacho
Unlike other countries Zimbabweans don't stand with each other .... we are a bitter nation and zvinorwadza. Vekunedzimwe nyika nomater their differences kunze they stand together and fight kwavo vega...hamno mashoko anoti mabasa ako anokutera hanzi chero kudenga
kuzoti pa naija apa anosvika konapo konapoZimbabwe hatisi kuzofa takabudirira senyika hedu cz zvimwe zvatinofarira mukudzikisira munhu🙌🏾We deserve everything zvatoitwa kuno.ku southkwahi all the way from Zim to say hie🤣🤣🤣 kakomana kane pamouth