Monday, May 12

Chipo Trouble Causer Abztwa Akunyepera Vanhu Hey Izvi Zvinonyadzisa

Ma diaspora batai homwe dzenyu nyaya iyi yakambouya neghost 22 March 2025 achiti imba yangu yapiswa na Tyra na Mhofu.Saka nhasi auya achiti atsvirwa nemba .22 March payakauya nyaya

 

 

 

 

ndakabvunza vagari veku Apsindale park kuti panemba yatsva here vakati akuna kwatsva Saka handichazive kuti flat rake rakatsva here 22 March 2025 kana kuti Manyepo.Weduwe musade kubira vanhu nenyaya dzekunyepa kana wakarara na Mhofu Shaz ingotaura cos utori nebhita NE family iyi @highlight isu

 

 

sema ghost tiri pakugadzirisa Nyika hatidi vanhu vanobira vanhu.Asi ighost rako rakandipa hereTag munhu wese friend yako vaone kuti vabika mbodzaMa socialite ngambomire kuda kupemha hapana ane mari

  • Share: