Nguva yekunyora pa FB and read comments to respond anga aiwanepi?🤷ðŸ½â™€ anyways tinongoti RIP kumufiðŸ™ðŸ½Uchitoti ne simba rekunyora pa FB iwe wafirwa nemurume nhai chipo dai urikutodirwa mvura uchifenda ko pa FB ukutsvageiMrume asina kumbobvira apostiwa🤷nhasi akupostewa nekuti atisiya🤔ko kungoti ndibaba vevana vangu unosungwa hre🥴 anywhere RlPðŸ˜ðŸ˜Zvakaoma. Ko Iyewo zvivindi zvamutuma kuti aposte pano pafesibhuku panozikamwa kuti isango rine shumba, mapere, shoko neshindi chii chaizvo.