Monday, October 20

Christbell wa Vk Lion Heart Pakaipa

Dear ladies kana marriage yapera sometimes choose your self mumbosiira mboko idzi vana,go and start your life afresh wega.vana vacho muchengeta varikunana baba vawo munotumirawo pamunengi mawana as men do.honai vicky atove ne mwedxi yakawanda without seeing his daughter

 

 

 

 

 

 

arikudya nyika rutivii zvese ne mhata while christbell her life is on hold because arikuda kuti mwana akure and she can’t bring men around her daughter.at the end of the day this kids always choose their deadbeat father otoudzwa kuti handini ndakati musiiwe.dear ladies there’s nothing wrong nekusiira vana ana baba vawo ochivachengeta variokoko,nekuvafonera

 

 

ne ma video callYou are right but waudza wrong audience.Plus our African society expects women to suffer with kids.Kusiya mwana hakuna zvako kuchipaaa veduwe.Being a woman comes with a lot of disadvantages.

  • Share: