Inini hangu l used to like but ndakarwadziwa kuti akamhoreswa na Chipo akamudadira akatarisa ku side now Chipo atone mbiri kukudarika by far inini first day kusangana na Chipo akandimhanyira akati you are so pretty Une body manyama l was like so Chipo iFan rangu but inini my wish was to meet her mu life mangu ndakakura chifarira Chipo but iye akatonakirwa neni loud achindiona haana kudada amama social media haina basa ngatisadadiranei kufa kwakauya l love u Chipo the trouble,,,,pedzesai mega ❤️❤️❤️🩷🙏