Tuesday, October 28

Content creators Wenyu Ku UK Uko

Uk people dzidzisaiwo ma content creator enyu aya hutsanana,Rutendo na career manyama and vane hutsvina please.career manyama haanyimane information hake asi kugeza kwaramba kuita kunge asina 4yrs ari mu uk even vana ne mumba haagezezi nekutsvaira,brother yake

 

 

 

 

yakatombomuitira cleaning yawona kuti vanhu vangadye duzvi mumba .even tint yaanoisa mu musoro inoda munhu anogeza.onodada ne lunaprk but waani ma foam bath haadhuri mu nana home bargain and Aldi,Kuzvotiwo Rutendo ane rutako runozara mumabhemudha,haatsvairi mumba

 

 

 

 

honai bed yake zvayakaita apa haagari ne vana Saka tsvina inobva kupi even body yake chaiyo.hatina kuti usadade ne marriage asi tsvaira mumba.akaenda zim akanonyara kugara mumba mevabereki cause madziro aita kunge amwaiwa duzvi.

  • Share: