Dhipi dhauwuni Denzero still loves Tapiwa ❤that's why Melo ari bitter ?????Rega tikupe anza yako yekuti who is Tapiwa ?Tapiwa ndiye one and only true love yaDenzel hana dzavo dzakaroverana kwete zvako zvekuda kutenga love nemari kkkkLike what the hell is going on here ????
Melo is a sweet girl fact just that people love tapiwa so do I
And also she is the first to be known so mangojaira
Everyone has an ex can't he move on chingoti denzel hmmm ziii don't post vaskana vamusingaroore coz hona zvino wakuudzirwa wekutora nevanhu
Usanzwe hako melo date denzel maybe you will marryThis girl is not even bitter ,vanhu ndimi mukupinza Tapiwa murelationship yevanhu...Tapiwa is past Mello is the present kuda kana kusazvida hedu......plus Denzel haasat
aroooora muregei atsvake soul mate yake achiri mudiki mwana uyu....... Denzel Wachovia paakachema achiti ane chirwere chemoyo akataura wani kuti I hed a girl frend aimbomira neni but akasarudza kundisiya ndichimuudza kuti very soon zvichandinakira so in this case Tapiwa ndiye nuakuramba Denzy