Dhuterere Otambira Mari Ye Chigananda
Mai dhuts run with ur life muchadei😂😂😂
Mwari wa Mai Duts muhombe,Nyasha dziri ku sustain Duts dziri pamukadzi bt iye hazvioni
zvekubatanidzwa nemari izvi chero bonde racho unozotunda wafunga vimbai , or kutovata irimo
Saka mai dhuterere ndovapiwa yakawanda kudai haa kudenga kuna manuwero shuwa