Monday, May 20

Dj Olla Ojamukirwa Ne Zimbabwe Yese Siya Vana Tytie Hauna Mari Gara Pasi Kurwadziwa

Dj Ollah siyana nevana .Urikurwadziwa nemari yavari kutambira.Uchingoti tumagrazi.kana iye aafe akaitambira pabasa rakeSorry Tytie 

 

 

 

 

 

 

DJ Ollah 7 hapana anombokumanikidza kuona ma skits avo wanzwa chingoita unfollow wotisirawo vana wanzwa

 

 

 

 

 

 

Ndarwadziwa sure..varikungorwadziwa nemari yavo..ngavavatsiure zvakanaka kwete kuita kumunyadzisa kudaroSei nhai maZimba tichidaro guys let's try to correct these kids zvakanaka munhu wese anoita mistake wani .Inga Sweden wedu aimboita ma mistakes but akazo chinja wani nhasi zvakufadza.

  • Share: