Afunga kuzviuraya mkomana vanhu vaarikuchengeta vawandisaHe is really going to to unalive himself he needs rehab AsapSometimes tisatore zvinhu for granted this guy arikutorevesa kuti anoda kunamatirwa deep down
something is not right but vanhu vogona kutoona sejoke iye munhu achitoda help nenguvaNdafarira kuti ataura chokwadi ,haisi nyore murume kutaura izvo .
Anoda kubatsirwa zveshuwa Mabrijo