Tuesday, August 12

Don't Trust Vanhu Socialite Wenyu Akaisirwa Nduru Ye Garwe Ku Party Pa Weekend

Zvakaoma veduwe Lorraine Guyo actress uyu few days ago akaisirwa food poison akarara panhovo ,mumvuri werufu wakanga watarisana naye asi kuti haana kuda kuzvishambadza ,now azotaura nekuti avenani ,but panemashoko aazotara manje Lolo ati usa truster munhu ,hama ,shamwari or

 

 

 

 

 

anyone in this world ,because arikuti handisi kuziva kuti ndiyani but ndikufungidzira kuti kumashamwari ikoku kana kana kuma family gatherings ndokwandakapiwa slow poison iri very dangerous ,but arikurapwa zvake ,Get well soon Lorrane tichirikukuda panyika isu 👇🏻👇🏻👇🏻😭😭🥺

  • Share: