Saturday, May 31

Door to Door Kutora Vasina Ma Paper

Ngonjo rese iri rauya kuzotora munhu wese asina mapaper, Kugara ku South Africa dzangova nharo hadzo. dzokai

 

 

 

 

kumba chikuru hupenyu, apa nhasi hanzi vari kutanga kupinda door to door vachitora muZimbabwean wese 😭

  • Share: