My best friend, baba vevana vangu...My all left us nevana on the 24th of December..Today am celebrating your 17th year in safe hands...Wish heavens had phones, could have called today my love and tell you a lot which happens for the past 17yrs watisiya...Samantha, Praise and Jnr are all ok...We miss you dad....Mawidow aya roorai mega u will always be munhu wekuchengeta chete but mumoyo make hamuna nzvimbo yako mune muridzi kareWe are pilgrims on the mother earth. One day we shall meet our beloved ones that is kana tafira mumavoko Ashe wedu Jesu Kirisito.
Remember what is done is never undone and everything happens for a reason, your music is a source of inspiration to many and it ministers to us in a special way.
God is abundantly mercifulIs your late husband going to see this message?So all these years
How are you surviving cos it seems like you didn't move on?Sorry tete Dorcas kuhakira munyaya dzenyu but kana kuri kuti makazoroorwa neumwe murume after mafirwa, kuposter izvi tete munenge muchiita sekuti wamunaye izvezvi wacho haana zvaari kuita uye kukupai rudo rwamunotarisira. Hazvidi kuzoisa papublic seizvi better zviitike mumoyo menyu zvazvo. Hazvizobudi
kuti iwe uneni mupenyu nhasi asi woita aniversary nemushakabvu. Musatsamwa henyu maonero angu awa saka makasununguka kutuka nekutsoropodzaIs it possible kuramba muchiposter munhu asisipo imi mane umwe. Siyai vakafa vazoroore murugare