Saturday, June 07

Doreen Masomera South Africa

Zvonzwisa tsitsi izvi shame apa nevana here veduwee anoendepi

Cal police to help Doreen are they normal people🌟

 

 

 

Ko mbinga, mai na mkoma varipi nhai iwe. Kumbiraka MB akubetsere kani sure nekumira kwaunoita naye.The audacity of insulting ppl on social media , usingagone kubhadhara rent zvayo 🤣Aah vasadaro, do they know kuty ane sister iri Ireland lolKetina, madam ngavamubatsire zve kkkkkkk Ketina come rescue mwana wa mai vako,usiye kutuka mai ttZvimwe zvamunoita itai muchiziya kuty mwari haasi wemunhu mumwe chte kutukwa kwamunoita vanhu munoti vanofara nazvo hre

 

 

You can support me by sending Stars. Stars help me earn money to make more content!

  • Share: