Thursday, May 29

Easter Cape Mazita E 15 Vauraiwa Obuda

Hazvina kumira mushe kuma Purazi eku Addo ku Bhayi maZimba ese ave kurara musango apa 15 vatourayiwa nema kedha pa Valechiya....dai muri vamwe madzoka kumusha guys munofira maharaVakatambira kusiriko zvavo maKharadhi haasi bho paCome back vanouya zviri rough vanhu avo. Moyo wavo wakaoma. Ndovatya zvekutodaro makhedhaHaaa kuita Hondo nema kedha kuzvipinza mu nhamo those people behave like they are not humans vanouraya mmmm this is sad

 

 

 

 

Mukomana akauraiwa ahizi mbavha hayo anotoenda kubasa ndomandinogara mu location macho vakauraya munhu machangani ekuchikombedzi kana varikuno ku addo Vanenge vachizviti ma south African so kuno ku location kwacho vanotozvipatsanura nevamwe mazimbabweans vachizviti

 

 

 

 

havasimazimba so ndivo vakauraya mu karadhi ahizitori mbavha munhu wavakauraya anotoenda kubasa hake so makaradhi arikuuraya wese anongotaura Shona weseUyo friend yangu ndarwadziwa awurayuwa nhsi kuma 5 vari 3 asi friend yke ndiyo yadenha zvayo hayisi kutobata macalls rest in peace Norest

  • Share: