Enzo and his original wife and original son. Asi pakabhaizika big time.
Kuti muskana ahasi ariku regreta here.
Lesson to women.
Murume aharohwiKo inga Mafadzwa ari kungomu abuser wani. Atoriwo nemunyama nevakadzi Enzo. Kungoti pana Mafadzwa akushingirira cz kakati dzikamei pane mupengo wekutanga uyo
Matiziro anoita Enzo ma bhebhie kana vachida kumu whinira anongokuudza ega kuty currrent wife haana ma funnies anotonga nedemo. He is still being abused