Monday, October 13

Evangelist Debra And Tinashe Hazvina Kuzopera Mushe

Congratulations Debra na tinashe

 

 

 

Evangelist marriage ye 30 years yakapera pa UK vakati rega ndizvi importere Ben 10 wanguYaa regai ndimboshanda ndozoroorwa at 50 nekamu 25 year old coz ndinenge ndave rich aunty , kkkkkk money can do anything

 

 

 

 

Manakiro Anoita ma Ben 10 unozipwa bvunzai inini ndikunakwa kunoVana vemazuvano havana matyiraAizve. Is that not Apostle Debra from Uk. Nhai Mwari ende ndivo wena hiiiiii ?

 

 

 

 

Manje vana vesangano vari kuti chii? Anyway happy for you Mama. Love has no boundaryInhamo here munhu kusvika pakuroora age yamai vako, haaya... chete munhu anongoita zvaanoda ne life yake, who are we to judge... so long zvichimuitira plus chembere mukadzi but zvakangooma hazvoTsumo iya inoti chembere chii?pedzisai

 

 

 

 

 

Muforowe peji rangu richiri kukuraTukomana tusingadi kushanda nwaa manje achatyoka musana nekudriver manual gonyeti ???????Mukunetswa neiko pa age apo vakatochata and thy are happy ndati mukusvotewa neikoTinashe anenge akasira mhuri Debra he was married aigara kuManyame airbase akagara aida sugar mommy

  • Share: