Tuesday, January 31

Fantan Kutuka Baba Vake Winky D Nekuti Arikuimba Reggea With A Message & Not Magaro For The Youth

Fantan we know wakuzvimbirwa ne mari ye ZanuPF- Reggae is about the message listen to Bob Marley, Richy Spice, Yellow Man , Peter Tosh they all sing about social economic issues affecting the masses. For you to disrespect the father of Zimbabwe Reggae is a shame, Winky D sings music with a message so your daughters and sons can have a brighter future in Zimbabwe. DJfantan Respect yourself.

Ndanga ndanzwa nevanhu vachiti ko sei ndakanyara iye mukuru akabuditsa dambarefu. Vamwe ndai ignore but since mibvunzo yawanda here is my point of view.

Yes I was excited to hear about the project. I was happy to see other artistes featuring for once pama gitare emukuru. This time he included other artists which was a dream come true for all of us, vaida kuonawo chimuti chichitambidzanwa from one generation to another and to see two generations combining.

But sa elder mu industry when you do certain projects you must enlighten the youths you engage zvizere kuti project riri funded and tave kuimba zvematongerwo enyika so that anopinda achida nemoyo wake munyaya dzacho.

Ini ndiri kutaura se munhu aka groomer and aka mentor most of the youths vari pa project iroro. Zvirikundirwadza to see them crying behind the scenes kuti takakandwa pasi pe bhazi nemukuru wedu kumagitare. Right now mukuru vaya vari ku Dubai ku Holiday ne family yavo zvavo zvakaita. Isusu now tava pama1 because some companies no longer want to associate with us because they dont want their brands associated ne politics of any nature.

As elders ibasa redu to groom, guide and protect vana. Its cruel kuti as an elder in a position yekuvimbiwa nevana unozovaitisa uchiziva kuti yako life irikufamba. This is my opinion hapana daka feel free to have your own opinion.

Anyway, have a blessed day to everyone. God bless you all. Together, tirimurudo rwemazvokwadi, we can take Zim music to the world.

  • Share: