Mukadzi uyu is a mental case dai vatanga kumuendesa kuAnnex first then Chikurubhi or kupikira ari kuAnnex. Iyo team Nomathemba yavakubatsira ne appeal paachabuda muchaitwei zvenyu. Vanenge vakunzi nechirungu. Who asked you to help me. I was okay there I wanted to pay for my crimes once and for all.
For years tichitaura kuti mai vanoda mental help ava something is wrong somewhere. Wabira vanhu mari , you provoke them, waenda ku court unopindura nyobvo, wanzi community service vetting zii asi uri kuziva kuti une chipande.
For years she had been screaming on lives for hours achituka vanhu , kudzikisira vanhu, bashing man who were trying to love her. Vari kuda kumubuditsa hamusi kuda kumubatsira you are destroying her more cz she is not going to stop. Dai matangira ku counseling arimo mukati achi evaluatwor maona kuti dzinenge dzava nani mozoita zve appeal. Tukai zvenyu asi mai venyu vane problem vanoda kubatsirwa mental health hakusi kupenga kudya mumabin chete .Iyo pattern yamai venyu and her behavior is a sign of mental problem zvakabva zvaita worse nekuombererwa maoko nekuridzirwa ngoma ne 1,4 Million people.