/musabirwe nembavha iyi inonzi Furorenzi Masvii. ipapa she scammed people mari dzavo ikezvino avhara mashops ese akunyebera kutengesa mastands muchenjere. Mai Ava imbavha.
copied
Maround aya anga ari ekutenga kitchen ware, dinning ware, bedroom etc, some worthy $1k+, some 600 etcWe are a group of ladies in Zimbabwe and SA. Takaitawo maRound kwaFlo Masvii, expecting kuti anotenga zvinhu
achitumira, but kune vamwe its 2 years now, vamwe 1 year and some months hapana chati chauya. Saka tokumbirawo kubatsirwa nekuti kuFacebook akablocka vanhu vese vaingotaura nyaya iyoyo. Most of us are blocked. We wanted to go to the police but you know police yemuZim nyaya dzema round havana chavanomboita havo. Chikumbiro changu kuti umuyanike paFacebook kana zvichiita. Taakungotraya zvese zvinoita kuti mari yed
idzoke.
The problem is haachadairi phone manje. Mamessage haachapinduri. Mashop ake ese akavhara.Ini I once joined round yake and ndakapihwa zviri different from what they said unopihwa and group redu rakatozopihwa date rapfura tatoneta nekubvunza
Round yaFlo handibate futiKo imi hamugoni kuunganidza mari mozvitengera kitchen ware yacho bigwai nokuti makapusa ndini ndadaro kana une nharo huya pa showground ndikumamise musoro uzere maround.