Masvingo _Harare amai vakaonekwa vagara Borrodale kuseniseni mushure me kurara panzira usiku hwese amai nevana vatatu ,amai vachibvunzva vanoti ndinobva kuMasvingo St Theresa murume akauya ku Harare akaita makore matatu asina kudzoka .
saka akazouya ndikati handisare totoenda tose vakauya Harare nemurume vakasvika ku Borrodale muna Ridgeway road ndipo pavakasiwa nemurume vachinzi mirai pano ndombonosiya zvinhu izvi ,vaive nemigomo miviri ye rice murume ahana kudzoka kusvika vanhu vaita mudemhemudemhe kuti amai ava vadzokere asi vakati avachaenda masvingo ,vakuenda Buhera 07 kunova ndiko kumusha kwavo ,murume akakurira kwana sekuru iko 07 asi achibva masvingo st Theresa.