kana pane anoziva musikana uyu anonzi Fungai Makombe anga achishandira Mr D aita accident this morning achibva ASHAIKA ?Rest in peace
Sad News? | Fungai Makumbe, a 25-year-old woman from Chikomba who worked as a Mr D delivery driver in South Africa, tragically died this morning following a serious accident. She was working around the Midrand area.
Please share widely to help ensure her family is informed.
Haibo Fungai nhaiwe chiiko nhai MwariI can imagine uchisangana ne pic yehama paFB ichinzi yafa?Shame , chibasa ichi vanhu vanochida but chapedza vanhu .