Sunday, July 27

Fungisai zvakavepano Church Person Musado

Kana maitwa tag pinduraiwo askana musatsvinye

Shinsoman To Fungisai 

 

 

 

One muimbi wemuZimbabwe wandinoshuwira kuonana naye kana kumboitawo song tese... imagine handisati

 

 

 

 

 

ndambodhumana navo Church person Fungisai Zvakavapano Mashavave haaa Mwari ngavaite timbosagana, ndingafare sei. Music yavo inondipedzera chaizvo. Mwari vakusimbisei kwamuri ikoko Church person.

  • Share: