It's the government's responsibility to provide such services. Blame the government which doesn't care our health whatsoever.
musatimhupukire uko , why should you blame Mars nhai ? dai mari yaivapo kuharare kwacho vakadii kungonoita payment ku Mars Harare branch? … hapana city isina Mars munhu unongoita payment.
Learn to blame vanhu chaivo at fault . Zanu pf must fix these government hospitals so that munhu wese can be treated despite the fact kuti une mari or hauna 🤷🏻♀️ .
Tose toda kungorapwa zvakanaka isu .But maZim business maprice aya vari kuma wanepi? Why has everyone become so greedy and thinks they can get rich overnight? Cry my beloved Zimbabwe 🇿🇼 😭
Tichikuudzai Zivai pekuvhotera Motiti tinopenga Chamisa haana Plan all because of This Zanu ...Kwaari ikoko aitokwanisa kurapwa Ingadai nyika yedu yakanaka