General Chiwenga's wife Minnie Baloyi responds to a fan yovashaudha in the comment section.
Next time vakomana muzive zvikomo zvekumamira uko kwomotambira vana Emiridha uko ava Makata. Zvimwe zvikomo zvinoyera.Murikumboratidzawo Mary vana vake here,,chazvakanakira vana varikukura uye vachaenda kunamai vavo.Uri mukadzi iwe Minnie Baloyi haufanire kuita hutsinye so.Uda kutiudza senyika kuti youre a good person at heart but murume wako waunofuga gumbeze rimwe ane hutsinye kudaro.
The good thing uri mukadziwo and soon and very soon the tables will turn .Hakuna akavimba neMurume akasazonyadziswa.Hunhu nemaitiro emurume wako,the real him takazviona pana Mary and it’s so sad kuti that’s the same man you fell for.
Vakadzi tine problem unoona munhu anonzi mhondi but unoona mumwe mukadzi achitomhanyira kunoroorwa naye,,,motanga kupreacher women wat wat imika
Elmah Tadzingwa with all due respect musataure kwamusina kuswera nyaya yevana haitaurwe pasocial media. You don’t have facts whatsoever of what is being done behind the scenes to make sure their mental well being is preserved. You are not the family
spokesperson neither, so we don’t report to you on the progress done. Saka urikuda kuti ndisade vana vemurume wangu here? I love them, I spend time with them and one thing for sure I have never claimed to be their biological mum and I will never do so. They know iam their step mother but they don’t see me as such, they love me still. If they grow up and decide to go wherever they want
to go I will keep in touch with them and love them still. By the way where did I preach to you? I’m just sharing my beliefs and my understanding of the word “family” and you don’t have to have the same beliefs as me. And did I ever claim to be a good person in any of my posts? Nope, but ndinovavarira kuita a good person in this lifetime, ibasa but I will keep trying.