Rest in peace Getty??zvakaoma wadarirei kani???akazviuraya nezuro manheru nekuda kwavamwene nana vaTete nemurume wake vamudzinga mumba nemwana vachiti haasi wepo???????dai akangouya zvake kumba takazvigadzirisa ..ndakambokuudza kuti ibvapo uchine mimba vakuradza panzeAaah very sorry
Vakadzi musanyengerere vanhu vasingakudei n kuita mimba hakusi kuguma kwenyika kana warambwa
Isu tinonyenga chero arikuyamwisa
Uchirambwa tichitokutora
Pls don't depend on man
U can work for yourself
Kana zvekuroorwa zvichinetsa tongokupa mimba wobata mwana pasina a Tete or vamwene
Rest in peace..nekunaka uko wakangoshingirira zvisina basa
Tete na Vamwene vaise pa Facebook timbovatukaSo sad. ?kungo tsvaga weku taurawo naye zviri better. kuzviuraya it's a no longer a go area for me.
Ukafa mwana ano Sara achiitwa yese yese.
Better be strong for the sake of the kids...